Week of the Lion / Svondo yeShumba.

Ndinovenga Facebook. Chinhambwe chapera ndakamhereredza ndicharega kurishandisa manje-manje. Inga anditoziva ndaifungasei ndingakanganwe Facebook! Hazviitiki kubuda “virtual world,” saka ndichiri kunyora apo, ndichiri kupopota, ndichiri kuedza kundibvumiswa kuti ndicharega.

Vanhu vose vakaverenga paFacebook kuti mupfumi anobva kuAmerica auraya Cecil the Lion. Vanhu vazhinji vanosuwa,asi izvozvi vanhu vazhinji vaneta kunzwa pamusoro peShumba. Vanoti kuti havadi kutambisa mazwi, havadi kutambisa simba, kana vanhu veZimbabwe vanogaravachirara mumugwagwa, nekuti havachina basa, mari, etc.

Ndinonzwisisa hindava shamwari vangu vakangwara zvino vanopopotedzana: mushure mokutsikiswa nhau nezve Cecil, vanhu havasi kuziva iri kupi Zimbabwe vanotaura pamusoro pematambudziko dzenyika. Ndingabvume kuti vazhinji vanhu vanochema nezve Cecil vakapusa — ndine urombo, asi ndinoti izvozvi chokwadi.

Zvisinei ndanyadzisa, nekuti ndichirichemawo nezve Cecil. Hongu ndinoziva kuti ndichamunetsa, asi ndinofanira zvino kuridura.

Ndinoda mhuka, asi ndinofunga kuti izvozvi tinorwa paFacebook nezve mabhuyo zviri zvimwe nakidza pana kubvunza chete “mhuka” kana “vanhu.” Zvakanyima kubvunza chete “kutadza” kana “kutsiura” nezve Cecil. Ndinofunga kuti vanhu vanofanira — aiwa, vanhu vanohuhura — kutsvanga zviitiko zvakachena. Vanhu vanoezda kutsvanga “symbol.” Zuva rega-rega tinofarira (“farira”) zvinhu paFacebook, sekuti maposts nezve hurumende, nezve urombo, nezve vakanganisasei mapurisi. Tinobvuma, tinotungurura, tinoshedzera pamwe.

Asi tajaira kushatirwa, nekuchema, nekufarira zvinhu paFacebook! Tinoita chii? Tingaite chii??? Sezvo vanhu vose vanogara kukumba kuti kunyore paFacebook, ndinoda kumubvunza: ku “post” nezve hurumende paFacebook inani pana ku “post” pamusoro peshumba here? Ndinorisiyamwa. Cecil the Lion neWalter Palmer, for better or for worse, varikutipa uhambo “kuvhima”: kurota nezve kutsiva murume nyambo redambudziko rakagozha, nekuti Facebook, well, iri chete Facebook. Asi ndichiri kufunga kuti Cecil mabaya dede mukanwa.

30lion-web-master675

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out /  Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out /  Change )

Connecting to %s